12 REASONS WHY VAMWE VAKADZI VACHIZORAMBA BONDE


1.Unozomusiya asina kusvika pamukwidza wenhapitapi yekunakirwa osara asina kuguta saka zvavakutomubhowa...

2.You don't appreciate kana akugonerawo musiwapfuura, tendawo kuti nhasi wandinakira bbie kuti mangwana akupe akafara.

3.Hausi smart uye unobuta smell yekusageza inomisa moyo ichisangana nemweya wefodya newedoro zvekutoti akazvifunga anopera shungu dzebonde.

4.Hauna kuvimbika... Nhasi akupa bonde boe boe mangwana onzwa kuti urikurara naMaria saka anopedzisira ongoona kuti kurega kukupa zvitori nani...

5.Hauratidzi rudo naye imwenguva yese yamunenge musiri pabonde, you are just using her as your sex machine without considering her feelings. Sviro inoumbwa some hrs before muchiratidzana rudo, mozosara kupinda mumachira beche rake ravekutovhutira.

6.You are not responsible, kusvirana kunoda makaguta uye muine peace of mind pasina zvinonetsa saka gadzirisa hubaba hwako kwete kuhuratirza nekumisa mboro chete.

7.Hauna kunoroora kumba kwavo, murikungochaya mapoto saka pamwe pacho anombofunga kuti ndofirei hangu kana tsavakirai kuno hapana.

8.Mubhedha wako une noise yekuti varimunex vanotonzwa kuti mavakusvirana otofuma achisvoda uye mubhedha unobaya zvekuti arikutorwadziwa mbabvu .

9.Hausi kugona kumumitisa saka avakutoshaya purpose yekusvirana kuti ndeyei kana pasina maresults.

10.Hamadzako dzinotaurisa pamusoro pake iwe usinakana action yaunotora pazviri saka anotosunga gumbo kuti utaurewo.

11.You are hiding something from her like kungoisa pin and passwords pafone yako

12.Mukadzi ane spiritual husband irikumugutsa kuhope saka haana shungu nemurume```

Link: Signs of A Spiritual Husband

Link: Signs That Your Wife or Girlfriend Is A Mermaid

Link: Signs You Have A Spiritual Husband or Wife

Comments