DNA Test Yechinyakare

 


Indigenous DNA test.

Zvimwe zvamusingazive

1 Kana mwana achangozvarwa, if you are the father, the first time yaunomubata mumaoko anosvinura, ovhura maziso ake okutarisa, akasadaro haasi wako.

2 The first time yaunosvika nemwana wako kumusha kwako, anomuka paunongopinda pachivanze, hakuna mucheche anosvika mumusha mababa vake for the first time akakotsira, akasamuka haasi wako.

3 Urikumusha zviye, makuseni'seni unotora mucheche wako, woenda naye pamusuwo wedanga remombe dzenyu, womuradzika ipapo wobva wavhurira mombe kuti dzibude. If its your child, mombe dzinobuda mudanga dzichijamba mwana, hadzimutsike. Kana asiri wako mombe dzinorambira mudanga, hapana kana 1 inobuda, 

4 Kana mwana akukambaira unomutora womugadzika pasi oti akambaire towards your direction, akauya akananga pakati pemakumbo ako, osvikobata trouser ari btwn makumbo ako, ndewako. 

Asi akauye achinyenyeredza pakati pemakumbo ako haasi wako.

5 Unokumura bhutsu dzako woedza kumumisa akatsika mubhutsu imomo akachema haasi wako, wako haafanire kuchema

KUDZIDZA HAKUPERI

Musazorereswa vana vasiri venyu


Kana zvarambisisa enda hako kune science...

Comments