Festive Season Yasvika iyi Tibatsiranewo

 


Makadii hama dzangu festive season yasvika iyi tibatsiranewo

1. Kana wapinda muHarare fambira chimwe zvekuwana basa hazviko tenga udzokere kumba.

2. Kana waita mari tenga Phone kumunhu waunoziva kwete munhu wawangoona mutown.

3. KuBeitbridge hakuitwe zvemaCar rentals unonyura.

4. KuVictoria falls variko vanotogona basa raunowana ikoko usabhadhariswe mari unonyura.

5. Kana wapinda mutown haikona kuda zvemahara mari hainhongwe ndiwe unoita loss.

6. Munhu asingagone Shona haanei newe iwe ita zvawafambira Diamond risiri rako harisi rako usada madealz.

7. Kana uchitengesa zvinhu usawandza kufarira madeliveries evanhu vanoda zvakawanda vaya unochema chete.

8. ZvemaRunner eChina ,Dubai, Zambia neSA usazvibatira padenga unonyura 

Izvezvi ndataura asi hapashaikwe anoridzwa chete ndozviziva.

Comments