STOP RAISING AN OVER-DEPENDENT GENERATION


Most parents of today are raising an OVER DEPENDENT GENERATION !!! All in the name of wanting to be there or providing for my kids

1. You cook their food for them so that they can read and enjoy. Mwana anosvika grade 7 asingagone kana kubika zai chairo..

2. You help them to wash their clothes and tidy their rooms. Mwana anongomuka ongobuda kana kuwaridza or kupeta magumbeze haaaite.. mutsvairo or broom anobata pamunotenga chete

3. You drop them off in school every day by yourself! Mwana anosvika form 6 asingagone kupinda mutown nemakombi or kuti makombi anokwirirwa papi haazive..

4. You lie on their behalf to get them out of trouble. Mubereki kungosupporter mwana usinakuziva kuti chii chaitika.. kunyebera maticha about homework..

5. You arrange "expo" to help them pass their exams. Kutsvaga bepa kuti wako mwana apase..kumuendesa kuna examiner anomupa revision ichauya kuzama..

6. You protect them from every danger and difficulties. Mwana wangu haafanire kupinda paqueue, panhamo chaipo unoenda necooler box.. kikik ko pauchafa iwe?

7. You prevent them from any form of pain and suffering. Haa mwana wangu haangarwadziwe ndiripo musiye ndokukura kwacho ikoko

8. You don't want them to suffer like you did as a child. But kutambudzika kwawakaita made you who you are today.. unotsvagira mwana zvese pamba pana maid. Gardener , Guard Driver zvese anazvo

9. You hustle around while they watch films and play games. Ndine unobiduka nekutsvaga nekushanda even mugarden vana ma form 4 nema upper six vachita magame chavanoziva malatest movie and video games

10. They can't go out alone because you're always scared. Mwana pamusika chaipo haapazive' Sisi perekedzai mwana iye ari Form 2

11. You take every decision for them, because you're wiser. Siya mwana asarudze zvaarikuda, hembe ndiwe unosarudza toy ndiwe unosarudza food ndiwe unosarudza

12. You go to their schools to fight for them and prove rights. Mwana akarohwa naticha tsveee kutsvaga chaita arohwe aChihera kwakuenda kunopopota kuchikoro ikoko

13. You defend them even when they're wrong and at fault. Hamumirire kunzwa nyaya chako kuti mwana wangu haanzwarwo. Mmmmmhh

14. You can not stand seeing them starve or go hungry for once. Mwana ngaazive kuti food inomboshaikwa unodya zviripo uye mvura haiuraye

15. You fight against those who try to correct them. Wangu mwana haatsiurwe mwana atotyisa muraini ndiwe unosvera navo here unoti haatsiurwe..

I PITY YOU

.....YOU ARE BUSY RAISING AN OVER- DEPENDENT GENERATION !!!

You think you are showing them LOVE ?

SORRY, YOU'RE WRONG !!!!

By the time you're no longer there and they face real life challenges, they will become helpless !!!

At that stage, they will realise the havoc you have done to them and CURSE YOU !!!

STOP RAISING AN OVER-DEPENDENT GENERATION !!!

Allow these children to face realities of life !!!

Be careful !!!

Comments