Nhamo/Rufu

 


Important things to know in life

1️⃣Kana wafirwa unoda kuti vanhu varare kumba kwako vakarinda chitunha hanty but wakambozvibvunzawo here kut ko iwe wakamborara wakachirinda kwaani and kangani?

2️⃣Unoda kubvisirwa chema ko iwe wakambozvibvunza kuti kwevamwe unombobvisawo here kana ndiro yehupfu hayo?

3️⃣Tokunzwai muchireva muchiti mai nhingi vanotamba sebenzi ,vanoimba sevabudirwa panhamo apa imi munenge makagara zvenyu saka waunoda kut azoita sebenzi kwako achitamba nokuimba ndiani?tamba panotambawo vamwe yimba nevamwe coz ukangogara uchizvisarudza aaaah bva kwenyu togarawo ka.

4️⃣Unotomira uchiona vamwe vachisuka woramba wakagara heyaaa.uchadzisuka woga pauchafirwa.

5️⃣Haubiki kunhamo dzevamwe waunoda agobika kwako ndiani iwe usingabiki .

6️⃣Kukaitika rufu hauendi unongonobata maoko or hautombonobati so ukaona vanhu vasingauyi kana wafirwa or vachingoti vakasvika votobva usabatikana hanty ndozvaunoita hako.

7️⃣Hakuna guva rakambocherwa nemurume wako or rakacherwa nevana vako hanty hauvadzidzisi kut vanhu vanobatidzana nevamwe ..make sure kut hautsamwi kana vanhu vakazochera kunhamo yekumba kwako vachipopota..

8️⃣Parufu haudyi 😂 it's not kut vanodya vanenge vasina zvikafu kudzimba ,vanenge vatosiya mafridge akazara nenyama kune macrate emazai but panhamo panodyiwa nekuti panhamo saka uchenjere kut kwako ucharipa imbwa vanhu varirega.

9️⃣Vatawo kurufu dzemuraini kuti vagorarawo kwako.

1️⃣0️⃣Ukatotumwa kumapoto nanamai vakuru unototsamwa unotsamwei parufu ita zvirikuitwa rufu harupedzi mwedzi unobvei ukaita?

 Hanzi heee mai nhingi vanozoda kuita sekuti inhamo yavo 

Havagari pasi eheka siya vaite asi kana wazofirwa vanhu vouya vogara vokutarisa👀 usazoti vakashata ... 

Ita kwevamwe kuti ugoitirwavo it's not all about age kana watova ne 18 yrs wakura wani. 

Stay blessed ....

Comments