Kukumbirira/Kupira/Kusuma

 Kukumbirira/Kupira/Kusuma 

Dare iri hakusi kungotaura mashoko anoenda nemhepo kwete, tiri kuudza vakuru vedu vari Nyikadzimu kuti vatinzwe. 

Saka usati waita dare iri tsvaga a place of serenity, pakanyarara pakadzikama. Mungava in your bedroom, kana imba yako yawakaita set aside for matare only,kana musango or wherever you might find yourself in. 

Kana wasvika panzvimbo iyi make sure kuti pakachena, then collect yourself and and terminate your mind, your soul and your body from your surroundings. Start connecting your soul to the underworld or Nyikadzimu. 

Chitanga kukumbirira, apa unotaura what i can term soul words. Please switch off your mind coz your mind is not needed here. Zvidurure kwavari. Please feel their presence. Tell them as if ukutaura nasekuru kana ambuya vauri kuona direct. 

Be specific on what you need. Address tour situation to them with respect and belief. 

Ita dare rako rese kusvika rapera negwara raro. 

Ukaita dare rakadai zvinhu zvako zvinotambanuka chete. 

If you mix your zeal and knowledge, stick to the procedure and observe all the protocols, you are guaranteed kuti zvese zvaunokumbira kumidzimu nemashavi ako zvinoita

Comments