Roorwa neNguva Mwanasikana

 

20 to 24 years 
UNENGE UCHIRIKUPISA. A lot of guys will be intrested in you and ready to marry you but unenge uchiramba uchifunga kuti uchiri mudiki and you still have a lot of time. To be honest time hauna. At this age ndipo panodyiwa beans nemashurugwi kusvika dzashisha. Ipapo mwanasikana anenge achiti I'm enjoying my life. To be honest If you are not studying or doing anything productive better settle down if the right guy propose. 

25 to 29 years 
SOUP INENGE YAPERA ndipo panoda vazhinji kusettler down plus pressure inenge yawandisa since all of them hapana anoda kupinda 30 years asati aroorwa. Panomitiswa vazhinji ipapa. Ndo stage inoproducer a lot of single mothers iyoyi. 

30 to 35 years 
ZVADHAKWA...it's really difficult to get married at this age and the chances of getting a guy asina kumbobvira ayita ma scandals are very slim, It's either you will find a divorcee or murume akafirwa. Ukamuwana asina ma scandals tenda Mwari wako.

36 to 40 years 
Just concentrate with your career and single life. Watova tete vemusha. Kana wanga usati waita mwana, this will be the time for you to try and get one unless uchida hako kungochembera usina mwana.


Comments