Muvengi Anokusekerera


NGAZVISAKUSHAMISA 

Munhu wese  mu life make hamushaike ma friendly Enemies.

These are the enemies that are hard to identify coz vanotomira newe.

Munotodya mese muchifara uchitomuudzawo zvese nezvako achito kubatsirawo.

You will never know that they are your enemies until the day of pain.

Among your family members and friends are your friendly Enemies, vanomira newe so that it's easy to destroy your marriage, business, Relationships, family, etc.

These people vamwe vacho unotopanana ma ideas navo and they will give you wrong ideas iwe wotofamba muidea yake.

They will help your life to go down iwe uchitofunga kuti varikumira newe.

They gossip with you then behind your back usipo they gossip about you with your haters.

Wakambozviona here kuti pahama dzako kana shamwari dzako vanotamba or kuwirirana nevanhu vausinga farire?

They keep communicating nemunhu wawakarambana naye, updating them kuti urikuraramasei.

Ndivo vanhu vaunotofamba uchiti all my secretes ndoudza nhingi uye ndiye wandino truster nyika yese.

Ma Friendly enemies ukaomerwa anotomira newe, rent anogona kutokubhadharira, they are too friendly.

Vanoita kuti uvenge even innocent people.

Hausati wambonzwa here umwe achichema kuti mukomana wake or musikana wake ayidanana neshamwari yake behind their back, both of them know you so relationship yacho unogona kusaibata kusvika varoorana or vamitisana and vanhu vakatokuudza unozviramba.

Esau his own mother vakaita kuti asaropafadzwa naBaba vake, Jacob ndokuropafadzwa but Esau anovenga Jacob asina mhoswa opepwa naAmai who is a Deadly Friendly enemy.

Cain killed Abel in a very friendly state.

Do you know kuti ukaita chakanaka vanhu varipedyo newe ndovanorwadziwa, even that best girl on your wedding myt wish kuti zvisakufambira coz iwe wamutangira kuchata.

Some of you munhu waunoti prayer partner can be your friendly enemy.

They seem very faithfull to you.

Listen don't be deceived with smiles. Usavharwe ne ndimi. Witchcraft has upgraded itself these days. The most beautiful and handsome people are serious witches.

Your friendly enemy anogona kukukumbira kamu yekukamisa musoro apa kurikuda kutora bvudzi rako oenda naro kun'anga kuti asunge life yako.

And kana Life yako yasungwa anomira newe agonamata newe.

Food for thought

Itirwai zvakanaka nhasi , Rambai muchinamata, Mwari wedu anotida🧎‍♂️👏👏

Comments