Mhando Dze Hari




Biso kana rukambe (large earthernware pot used for boiling beer) .

Hodzeko inoiswa mukaka kuti ukorere imomo.

Gate hari inochengeterwa mvura yakawanda yekunwa

Mbiya kana mbia (an earthenware pot) zvichireva poto yakaumbwa nevhu - hari.

Tsambakodzi  inobikirwa sadza

Chirongo hari inochereswa mvura kubva kutsime kana kurwizi

Hadyana inobikirwa muriwo

Pfuko kana chikaha inoiswa mahewu kana hwahwa kana zvimwe zvakaita semvura.

Chiwenga kana chaenga chimedu chehari chinoshandiswa kukuya fodya.

Gambe chimedu chehari.

Denhe zvinoreva hari inochengeterwa hupfu. Kana dzawanda toti matenhe.

Chidodo, chikadyana kana honza (Small earthenware pot for serving side-dish) imhando yembiya yakaumbwa nemutapo inopakurirwa usavi.

Mhirimo kana birimo (Portable earthenware pot for holding beer) apa ureva hari ndiki inotakurika ichitakurirwa doro.

Chisurudzo (Strainer- small pot with aperture in base).

Chipandara kana chipanda (Shelf for one pot).

Kurerutsa Mutauro
  • Nembo (decorative mark on pottery) apa kureva zvidavado zvakanyorwa pahari. Kutara zvidavado pahari kunonzi kunemba.
  • Dunga kana dzvegwa (unburned clay pot) zvichireva hari isati kana isina yapiswa.
  • Kutsindikira (place upside down - of hollow article).
  • Kubondoka (Flake of enamel or chip) apa zvichireva kuchechenyeka kana kufekenuka.
  • Mwoyo chipanda chaunoda unoturika.The heart is a place where you can hang whatever you want.
FOR MORE DETAILED INFO visit: Hari Dzemu Zimbabwe

Comments

  1. Replies
    1. THIS is not helping at all can u pliz put hari inonzi musudze

      Delete
    2. Thank you .You are so helpful

      Delete
  2. Plz relate to your blog 😠😠😤...how is a clay pot made

    ReplyDelete
  3. Replies
    1. What is this say how the Hari is made😠😡😡

      Delete
  4. Is there more about the uses
    😎

    ReplyDelete
  5. Hari inokamirwa mukaka inonzii???

    ReplyDelete
    Replies
    1. Hadyana: inokamirwa mukaka. Havana kunyora zvakanaka

      Delete
    2. Hari inokamirwa mukaka inonzi Hwedza

      Delete
  6. This helps a lot

    ReplyDelete
  7. Thanks it really helped me ,ko inobikirwa sadza

    ReplyDelete
  8. This was very helpfull thank you

    ReplyDelete
  9. Thanks this helped a lot to me ❤️

    ReplyDelete
  10. No muumbi wehari anonziwo ani?

    ReplyDelete
  11. Ko mbuya inoshandiswei?

    ReplyDelete


  12. 1.Rimwe Zita retsingano ?

    ReplyDelete
  13. 1.Rimwe Zita retsingano?
    2.Guyo nehuyo zvinoitiswa basa rei?

    ReplyDelete
  14. no pictures of the hari. I want to know what they look like. otherwise this is very helpful. thank you but pictures

    ReplyDelete
  15. kudetemda kwehari pls

    ReplyDelete
  16. Thank you I learned

    ReplyDelete
  17. Nhai nhekwe inoshandei

    ReplyDelete
  18. I think 🤔 you should put pictures

    ReplyDelete
  19. Ko hari inochengeter

    ReplyDelete
  20. Ko hari inochengeterwa doro inonzii

    ReplyDelete
  21. Ko mafuta ekuzora anochengeterwa pai

    ReplyDelete
  22. Hari dzechinyakare ndedzipi

    ReplyDelete
  23. Hie KO Hari yakakosherei

    ReplyDelete
  24. Please can you tell me the uses of shambakodzi in shona

    ReplyDelete
  25. And how is shambakodzi made write in shona please

    ReplyDelete

Post a Comment