Kugarisana Nevamwe Zvakanaka


  • Kugarisana nevamwe mushe it's just  minding  your own business & kuziva pekugumira chaiko.
  • Gara mako kuti upfuurwe nezvakawanda zvisinei newe.
  •  Mukadzi wese bvuma kukundwa hauite problem nemunhu.
  • Medza godo usaite godo nemunhu ndopanobvira makuhwa nekuroya.
  • Usakumbire kumbire pakugarisana unoitwa nyaya nevanhu ufunge.
  • Dzidza kuti chawataura or zvamataura ngazvigumire ipapo.
  • Usaite full of I know mukugarisana vanhu vanodzamara vobhoikana newe.
  • Uye usapindire nyaya dzausingazive,  zvausina kuudzwa kureva kuti haunei nadzo.
  • Mukadzi usade nyaya kunge news reporter zvimwe zvokuzvimbira.
  • Kana uchiroja usajaire kushandisa zvisizvako pakugarisana Mukadzi dzidza kutenga zvikorobho zvako nemitsvairo nema bucket madish nemapegs hauite dambudziko nevamwe coz hondo dzinotangira pakutora mapegs wodzosa akashota makutotadza kuwirirana.

Saka kugarisana nevamwe kodiwa muupenyu

Comments