Zviratidzo Kuti Une Sare/ Sari


Sare is a growth Ku ma private parts( vagina) by the entrance or inside of a woman .
Piles are near the anus panobuda ne tsvina found in both in Men and Women
Sare causes munyama, jambwa, still Births and calamities and recently I have discovered that the same effect can be experienced with piles.
Some have gone kunochekwa ma sare akabuda futi . Vamwe vakabata cancer through using unsterilised razors and backyard cuttings to their private parts .
Ane sare haagare mu relationship and the symptoms or ma signs emunhu Ane sare akafanana neane Mweya we njuzu
Zvimwe zvacho zvinofanana pamunhu Ane Sare ne Mweya we njuzu ( ma signs emunhu ane Mweya we njuzu mazhinji anoteedza Ane Sare .

Signs and Symptons: Zviratidzo
1. Kuramwa ramwa
2. Kusafarira bonde
3. Kuda bonde zvakanyanyisa
4. Kurota uine nhumbu
5. Kurambwa rambwa
6. Kunyengwa nevarume ve Vanhu
7. Kuvaviwa mazamu
8. Kuitwa mukadzi ne munhu wausingaone face yake
9. Mweya wekunonotswa
10 . Kungorambwa pasina tsananguro
11. Kungopihwa vana nekurambwa
12. Kufarira murume kana asipo
13. Kurota njuzu
14 . Kurota uchitihwina kana kutambira kumvura
15. Kuita discharge inonhuwa ( kuti urambwe)
16. Michato inoperera mu divorce ( 96% of divorces caused by marine spirit
17. Munyama , jambwa , kunongedzwa kupomerwa mhosva - kungovengwa pasina zvawaita
18. Kumuka wakatoneta
19. Kubroka broka haubate Mari
20. Kusadzoserwa zvikwerete
21. Iwe kuita zvikwereti hobho
22. Kuita mweya unotevera goho , paunenge uine mari panoitika dambudziko
23. Mweya uyu nevakadzi vanakunaku , vatsvuku vatsvuku hazvisiyane.
24. Kuzvigutsa ( masturbation)
25. Kuteera kusina pattern, jeko rinoradzika munhu pasi
26.Kupfekedzwa ring kuhope nemurume wausingaone chiso
27. Kurota uine mwana mucheche iwe usina murume kana kuti uine mwana achiri mudiki
28. Kurota uine prema kana kuyamwisa mwana Iwe wakura ( at menopause )
29. Kufamba ne strange men kuhope usingaone zviso zvavo
30. Kurota njuzu, murungu kana mukaradhi
31. Continuously menstrual bleeding
32. Unexplainable divorce
33. Late marriages
34. Strange dreams
35.These spirits marry every member of the family resulting in barrenness or secondary infertility
36 . Kunetsana nyaya diki inotokura mumba
37. Kuita vanhurume vanokushandisa voenda kumba kwavo iwe wosara nevana vako
38. Kuteera musi unouya murume pamwe

Comments

  1. Saka rinorapika here saka

    ReplyDelete
  2. saka rinorapwa nei

    ReplyDelete
  3. Please tokuwanepi

    ReplyDelete
  4. Rinorapika here saka uye rinorapwepi

    ReplyDelete
  5. Saka sare rinopedzwa nei

    ReplyDelete
  6. Saka toripedzanei please

    ReplyDelete
  7. Rinopedzwa nei sare , pliz tiudzeiwo tanzwa nekuchekwa

    ReplyDelete
  8. Tokuwanai kupi tatambura

    ReplyDelete
    Replies
    1. Murisei *muONE NATION ONE LOVE* nhasi ndauya neimwe chamvari che remedy kunemadzimai ese anema sare nhamo yapera munotsvaga makwati emuzeze nemidzi yacho mokwatisa mopota muchinwa mvura yacho ichidziya anodonha ese kunyangwe arimudumbe anopera musachengete sare rinopa munyama nekungosemwa nemurume, akangorara newe anopera moyo newe....... vanhu chaivo vanokusema kumabasa kumba kuchechi......... pls unochenama zvinova zvinokuvengesa futi nemunhu wese..... unogona kushaya mbereko....

      Delete
  9. Murisei *muONE NATION ONE LOVE* nhasi ndauya neimwe chamvari che remedy kunemadzimai ese anema sare nhamo yapera munotsvaga makwati emuzeze nemidzi yacho mokwatisa mopota muchinwa mvura yacho ichidziya anodonha ese kunyangwe arimudumbe anopera musachengete sare rinopa munyama nekungosemwa nemurume, akangorara newe anopera moyo newe....... vanhu chaivo vanokusema kumabasa kumba kuchechi......... pls unochenama zvinova zvinokuvengesa futi nemunhu wese..... unogona kushaya mbereko....

    ReplyDelete
    Replies
    1. Une rimwe zita here muzeze uyu ndatadza kuziva... Help me ndatambura nemasare apa kuchekeka cheka zvako

      Delete
  10. kunemadzimai ese anema sare nhamo yapera munotsvaga makwati emuzeze nemidzi yacho mokwatisa mopota muchinwa mvura yacho ichidziya anodonha ese kunyangwe arimudumbu

    ReplyDelete
  11. Ko kana uka cutter wega sari chii chinoitika

    ReplyDelete
  12. MUZEZE unowanikwa kuMasvingo ,uchingonzi muzeze.

    ReplyDelete
  13. ko kana usiri kuZimbabwe kusina muzeze unoshandisa chii.

    ReplyDelete
  14. Kubvisa sar wega unodii

    ReplyDelete
  15. Zvakaoma. Munhu ano poster hake otadza kupedzisa kupindura vanhu . Zvakaipa fani. Ini ndoziva kuti kana urimunhu anofamba kana kutsvagatsirwa Nevanhu vari genuine, zvinopera vanoita zvakasiyanasiyana

    ReplyDelete
  16. Ndiri joni Hakuna muzeze

    ReplyDelete
  17. Ko zvamataura life yacho yese, mean kuti munhu wese anaro zvee

    ReplyDelete
  18. Ndinaro veduweee ndashupika kumashure tese nemukadzo

    ReplyDelete

Post a Comment