Weakness Yevarume



1. Kusagutsa Amayi
2. Kuita gumbo mumba gumbo panze
3. Kuita jongwe pabonde
4. Kuzviitira zvinhu wega
5. Kusafamba nemukadzi wako uchimusema
6. Kusaita ma surprise
7. Kupfeka zvinomakisa mukadzi pane vanhu
8. Kusaenda nemukadzi ku ma function ekubasa
9. Kuvharirana naamayi muchitaura ( chii chamunotaura mukadzi comes first)
10.Kupedza mazuva Mayi vakatsanya muchiti makaneta


Comments