Weakness Yevakadzi


1.Vakadzi kukiya bonde kana matsamwisana
2.Kukoshesa shamwari kupfura murume wako
3. Kuita zvinhu nerweseri murume asingazive
4. Kurara munhu achikanda kunhuwa fish ( puts off murume)
5. Kuudza vanhu vese vese zviri kuitika mumba menyu
6. Hasha ne chiramwa
7. Kusaziva zvinodiwa nemurume kubva kuzvekupfeka kusvika kuzvekudya
8. Kusarumurika padiki padiki kwa mhamha
9. Kupfeka kunge muchati mu bedroom kana Ninja kuoneka maziso chete .
10. Kutaura rough kumurume wako
11. Kuita shamwari dzisiri muwananano kana ma small house evamwe vanhu
12. Hapwa dzinenge dendere
13 .kuita muviri unonama makunorara nedikita
14. Mukanwa munokanda
15. Kuita danda pabonde
16. Kudheerera murume kumuita sahwira

Comments