SARE/ SARI



Vamwe vanoti riri spritual, that is, kuti ndezvemweya but kazhinji kacho ukazvicherechedza its mostly about your health.Hanzi nyangwe ukarichekwa rinoramba richidzoka, but kuramba richidzoka kureva kuti uri kuramba uchiita zvinhu zvisiri healthy zvinokonzera sare.Pachirungu vanomati ma piles.

Chii chinokonzeresa sare?

1. Low fibre diet-kudya too much refined foods kunoita kuti matumbu aite pressure sezvo anenge asina chinobatsira kugaya chikafu.As a result anoisa pressure pa rectum, zvinyama zviri padyo nepamusuwo zvozara ropa zvobuda kunze. Iday zvikafu zvakazara fibre;ma cabbage, ma veggies, mafruits anodyiwa nemakanda awo,maputi,wholeweat bread, carrots etc.

2. Nhumbu-kana une nhumbu hormonal changes neweight yemwana inonisa pressure parectum zvakare zvokonzera same thing. Anopera wazvara nekudya diet yakanaka kana kupihwa mapiritsi anonzi anusol.

3. Kugara pa chamber uchiita solid waste usiri upright.Gara uri upright.

4. Obesity-kuve nemuviri wakafuta zvakati nyanyei-pressure iya inoenda zvakare parectum yako.

5. Unogona kunge uine colony cancer.
Kurapwa kwawo kune both scientific ways and natural remedies:

SCIENTIFIC/KWACHIREMBA

1.Corticosteroid cream-unopiwa chete nachiremba woirubba pane masare pacho anogona kupera.

2.Laxatives-anokubatsira ku empta dumbu rako zvisina dambudziko and with time masare anoserera ega akapera.

3.Banding-chiremba vanoisa a tight elastic band pasi pe sare racho kuti ropa risasvike, rikashaya roipa rinodonha rega.

4 Injections (sclerotherapy)- chiremba anokubaya mushonga unoita kuti sare ri shrinke kusvika radonha rega.

5.Infrared coagulation-chiremba vanoshandisa chimushina chinobuditsa inonzi infared light.Light iri rinomisa ropa kufamba pa sare ipapo , sare rodonha.

NATURAL REMEDIES:

1. Tora nyevhe kana kuti muruni, wotswanya-tswanya mashizha acho womaisa pane sare racho,anodonha ega.But zvinovava kunge mhiripiri.

2 Ita the same ne muzumbani.

3. Sanganisa lemon ne cooking oil wozvidziisa mbijana woisa pacotton woisa pane sare, rinodonha.

4. Isa onion negarlic neginger nesauti mbijana mumvura woboiler kusvika zvanyatsosvinika muto.Wodira mvura yacho mutub, wogarira wakavhura makumbo kuti steam iende pane masare acho, anooma after some days odonha ega.

But please rangarira kuti nyangwe akadonha, ukasadya zvinhu zvine fibre unokwanisa kuita constipation and anodzoka zvakare

Comments