STATUS ,STATUS, STATUS DZENYU PLEASE !!!


  • Don't display munamato wako pa status, namatira mumoyo mako,mumba mako kana ku church.Mwari anokunzwa❌
  • Usatukirira munhu pa status. Enda kumba kwake kana kumufonera nekuti pastatus uchatuka vazhinji usingazivi
  • Usakumbirira pastatus.Nanga waunoda kubatsirwa naye direct.Usanyimira munhu pastatus nekuisa tumastatement twekutsvinya. Unozvifumura kusindimara kwako kuzviuru zvevanhu vanoiverenga⚡⚡⚡⚡⚡
  • Kana life yako ichiyendeka usazvinetsa nekutiudza pastatus.Tenda Mwari muminamato. Pastatus waakushainira nevanazvo chaizvo❌‼
  • Kana ukarwara tsvaga vanhu vanokuendesa kuchipatara. Pastatus hapana manurse ❌⚡⚡⚡⚡⚡
  • Usadetembera nhamo dzako pa status.Munhu wese ane dzake dzakamukwanira. Wadirei kuzviita chiseko chenyikaπŸ™…‍♀πŸ™…‍♀πŸ™…‍♂πŸ™…‍♂πŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™‰πŸ™‰πŸ™Š
  • Usatukire murume wako, kana mukadzi wako pastatus. Kufumuka kunotukisa iwe. Tsvaga anokupa mazano,kwete kushambadza kuputsika kwemuchato wako nekuti pane vanotopururudza kuti zvavo zvaita
  • Usanyombe hama yako pa status. Unenge wazvifumura hubenzi hwako iwe.Haisi hama yako chete inoverenga status yako. Nevanyarikani wako they stop respecting youπŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™‰
  • Usashandise profile pic kushainira vamwe.Kana paine wauri kuda kuti wazive kuti zvako zviri kufaya nyatsowasendera maphotos ese kuinbox.Kana uriwe wada kumaona enda kugallery kwako. Wadirei kuzvitsvagira chekusekwa nachoπŸ™ˆπŸ™‰πŸ™Š⚡⚡❌❌πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€”πŸ€”πŸ™†‍♀πŸ™†‍♂
  • Pupurirwa nevaunosangana navo mazuva ese  kuti unonamata, kwete vanokuzivira pastatus yako.Asi zvakanaka kudada naMwari wako zviri public😊😊
  • Wafungawo kuisawo profile pic yecouple, isawo yako nemukadzi wako kana yako nemurume wako, kwete prophet namai prophet. Prophet or mufundisi vanotoisawo mhuri yavo⚡⚡❌❌πŸ™…‍♂πŸ™…‍♀πŸ™†‍♂πŸ™†‍♀

NGAZVIENDE MBERIπŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘

Comments