Ma Tip Kumadzimai Epamba (Tips for Housewives)



1. Kana une flask instead of boiling beans for hours isa mu flask add boiling water over night dzomuka dzaibva...

2. When making a  velvet or any velvet cake where you are required to use butter milk, if you don't have it simply use amasi/ lacto it comes out perfectly👌👌fine.

3. Pakubika rice isa mvura inotonhora nerice kaone usambotange waboilisa mvura. Don't put salt or oil. Rice rako rinoita one one haribatani
Isa salt raibva.

4.Kubvisa mafuta pahembe just rub toothpaste pa stain then wash later.

5. To clean toilet muchamber ine ma stains ari rusty bvisa mvura yese woisa chijira ....soak with coke original overnight, then kuseni wokwesha zvinobva zvese.

6. Add chigodo che onion pakukwatisa guru to get rid of that obvious smell yekuti urikubika guru ➕ nhunzi.

7. kana uchinetseka nebutsu dzinonhuhwa, Tora tea bag risina kushanda woisa mukati mebhutsu wosiya rakadaro wozobvisa wavakupfeka shangu dzako.

8. Hembe ikaendwa nemagrease unotora butter kana margarine wozora wotsokota zvine simba. Not even a trace yegrease will be left behind.

9. Kana uchibika beef stew yako usina Royco or anything to make a nice gravy, kanga a bit of flour mu pot until yaita kaubrown so woirega yopora wozo add mvura yako woisa mustew,inoita zvekuti especially vaya vasingafarire masoups.

10. When cooking soup eg royco 1st heat your oil and then add you royco  voikanga for few mins then add your onion kna yaita vozoisa domasi rako, inonyatsoibva and haumboinzwa kunhuva.

11. Kuti usanetsekane kupara fish unoiisa mumvura ine salt, about a handful yoswera irimo. Unoita kukuhumura makwati instead of kupinda busy nekupara.

12. Pasta uno boiler for 10mins usaise salt or cooking oil. kana yaibva woisuka ne cold water ine cooking oil haibatane.

13. Kuti mukanwa mako musanhuwe , tsenga onion usati wakwesha mazino ako womedza. Make sure unotsenga mazino ese wozogeza hako mazino after. Unogara uri fresh mukanwa hamunhuwe .

14. Mumba mune masvosve, Isa vaseline pamwena waanobuda nawo, anobuda mumwena achinamira pavaseline kunoendwa hakuna . Kana kucheka cucumber moisa pamwena.

15.To make nice stews, start by roasting the meat (whether ibeef, chicken etc), yatsvukira add onions wokanga, aibva Isa tomatoes wokanga kusvika zvaibva then add spice, salt and water and leave to boil. Usasiye mvura ichipera coz Inenge yatove soup. Kana royco yaumboide.

16.Isa tu rice musalt shaker haizovharwe nesteam paya panoda kuishandsa...

17.Kana uchida ku cleaner mukati me microwave , isa half cup ye vinegar and switch it on for about 5mins wozoipukuta mukati...

18.Crushing garlic wo adder mvura wodira dira mumba zvodzinga nhunzi.

19. Ukawanza mafuta unoisa ice block.

20 . Another method of cooking rice , fry it with oil for 3mins only and add cold water haribatane ronyatsoibva and rinenenge richinaka chero risina soup. Usaite kuti ritsvukire or kuchinja colour just mins especially white rice paunenge uchikanga pacho.

21. Royco haisanganiswe necold water haiibve use hot water always.

22. Sadza harikurungurwe necold water upfu hauibve , use hot water and mix with musika kuti risapundire.

22. Spice haiiswe wakukanga unoisa mvura yakuda kupera masara tushoma and add a tablespoon of cooking oil so that your meat will fully absorb the spice.


23. Do not mix madomasi uchangobva kuaisa haaibve first cover with a lid for a few minutes then mix.

24.
Boil your meat with a bit of onion...zvinonakisa your dish.

25.
Vanemidziyo yesilver . Nyika steel wool mu vinegar okwesha then wipe with a soft clean cloth zvinodzoka kuita zvinyuwani.

26. A teaspoon of vinegar mumvura ye rice rinoita white white uye haribatane.

27.When boiling maguru isa drop re vinegar again nhunzi hadziwande.

28. Kana uchida kubika maguru nemimwe miriwo inevhu igeze woisa salt mumvura wosoka kwechinguvana ivhu rose rosara hazvirumire.

29. Next time if u burn anything be it beans kunyanya, beef butternut or any other things ,DONT OPEN THE LID, or if it was slightly open, close it. Put a stopper mu sink or isa mvura mu dish rinokwana kugadzika poto, just level inokwana kucover base, then ogadzika poto iya and leave it for a few minutes.
Wat it does is
▪poto yako haizonamire and kusuka haizonetsi.
▪muriwo wako usina kunge watsva mupoto imomo hautore smell yekutsva        you can simply transfer to another pot and vonodya they wont taste kutsva kuye
▪the smell iya inoperera mu closed pot imomo haibude i don't know how, but hapana chamunozombonzwa kuti pane zvatsva.

30. Isa twu cooking oil mu beef yako iri kuboiler kuti ipfave uye ikurumidze kuibva.

Comments