Mai Vako Vaifarira ma Shoko Api Vachikutsuura


If my mom was to release a song album this would be her track list 😂😂😂:

1. Haudye usina kugeza (Intro)
2. Munhu wese kuchechi
3. Wave kuda kukura musoro pamba pano
4. Ndinokuvhara muromo iwowo nembama (featuring Shamhu neBhandi)
5. Wave kudziirwa manje (featuring the Talking Eye)
6. Wadzoka ne-change?
7. Ndatopedza newe so
8. Ndakati chii nenyaya yekukwata mudzimba dzevanhu?
9. Kudya nekuvata ndizvo zvaunogona
10. Uchandifunga rimwe gore
11. Handina zera newe wazvinzwa
12. Kasika kubva ipapo
14. Nyarara ndinokupamhazve (featuring Patapata)
15. Unondishurira?
16. Hapana anorara mumagumbeze angu asina kugeza
17. Ndipindure! Ndiani wauri kupindura (featuring Confusion)?
18. Nhasi unondiona

Bonus Tracks
19. Mukai muite basa
20. Mumba maani mune tsvina kudai so?

Comments