ADVICE YE XMAS DON'T OVER SPEND


ADVICE YE XMAS DON'T OVER SPEND IN ORDER TO BE HAPPY ZVE 1 DAY

1.  Gutsikanai nezvamuinazvo mutende Mwari.

2. At Christmas musamhanyire zvikuru zvamusina,  be content with what you have.

3. Stay at home and enjoy if you don't have the money to go anywhere. Chakakosha ndechekuti Mwari vakuchengetedzai nemhuri dzenyu. Mwari ngaakukoomborerei nemhuri dzenyu.

4. Kumhanyira kufamba rwendo kuenda kumusha muchikanganwa kuti January vana vanoda ma new uniforms ne school fees uye imi kana madzoka muchada mari ye rent neye transport kuenda kubasa.

5. Kutenga hembe new 1 dzekupfeka one day re xmas asi uniform yemwana yaachapfeka gore rese musati matenga.

6. Kungoita gundamusaira mukanzwa vanonyora pa app kuti muri kuuya here ku xmas makutoronga kuendawo asi mari inokwana yacho musina muchitemba kuzokwereka saka munoti vamunokwereta vanoiwanepi kana imi mashaya.

 7. Don't get yourselves into debts because of Christmas but be content with what you have.

8. Zvamunoda zvitaurei nemiromo yenyu zvinoitika. Don't fight with your husbands or wives because of things you wish to have at Christmas gutsikana and be joyful. Whatever you need zvitaurei in the word of God. Mark 11v24. Zvaunazvo izvozvo is enough for your needs remember nyaya (ye5 loaves of bread  and 2 fish).

Usanyunyuta wakatarisa mari yako isingakwane remember 5 loaves of bread and 2 fish. Tora mari yako pray for it and tell it what you want it to cover for you . When a need arises God will provide for you. Don't just read the word and leave it, but take it wear it and live it. Don't complain but believe the word. Believe in the Lord and he will strengthen you. If you read and follow this there is no January disease.

9.JANUARY DISEASE

10. Kudya huku 10 pa Christmas imi mazuva ese muchidya huku 1 in 10 days.

11. Kubika 4kgs dze rice morasa in 1 day instead yekuridya the whole month

12. Live within your means murege kupinda muzvikwereti. Dzikamai, musapaparike- paparike.

Comments