Dziva Sambiri Ganda Totem


Maita Dziva Sambiri Ganda

Maita Dziva, Maita musikavanhu Munaiyisi mabota Sambiri
VeGanda gobvu,
Vari KwaSave.

Maita Mvuu,
Chirombo chinobvundura mvura,
Mutsikapanotinhira,
Vematama.

Maita mhukahuru
Chifurasora,
Vakasarudza kutonhorerwa,
Vakazivazve kuti mhepo yakanaka.

Ndinotenda veMbire,
Vabvi vekumabudazuva,
Vehuchenjeri,
Mukaregwandiani?
Maita Save pakuru, dziva vasingatambe nebukuta

Comments

  1. This is my totem wel done tisu vana save

    ReplyDelete
  2. Zveshuwa tisu ana Sambiri

    ReplyDelete
  3. Mutupo wangu
    Ndafara ndichiverenga
    Masiziba ndiripano😀

    ReplyDelete
  4. One proud ocean of waters, nyamvura , masiziba, ndodada nawo mhani mutupo uyu,

    ReplyDelete
  5. My totem😁👌👌

    ReplyDelete
  6. zikhomo kwambiri

    ReplyDelete
  7. Tisu ma river raiders

    ReplyDelete
  8. maita ndiwo mutupo

    ReplyDelete
  9. Uyu uri kuti mvuu but isu tinieresa hove

    ReplyDelete
  10. Why uyu uchieresa mvuu yet isu tisingadye hove. Ana Save vacho vakuita senge two roits sei. Anyone to help please need to understand

    ReplyDelete
    Replies
    1. Yes vaviri kune Dziva guru neDziva diki. Vaera mvuu ndeveDzivaguru, vaera hove ndeve Dziva diki

      Delete
    2. Shayamombe Dziva inoeresa hove ndivo vanoti Musaigwa, Sambiri Dziva inoeresa mvuu. Tese tiri ana Dziva

      Delete
  11. Dziva musikavanhu..ndisu vacho

    ReplyDelete
  12. Tisu vana sambiri vacho tinobonga

    ReplyDelete
    Replies
    1. tinobonga munotamba here tisu vaganda

      Delete
  13. Vakadzi vanoera dzivavanonzi anaani

    ReplyDelete
  14. Hey guys I would like to know since Vana Dziva tiri two trait ve Dziva Guru ne veDziva diki Saka tese hatidye here hove

    ReplyDelete
  15. Hove dzinonaka hama yang ngatidyeyi zvedu.

    ReplyDelete
  16. My totem 🥹🤲so excited

    ReplyDelete
  17. If you are a proud Sambiri, hove, Dziva totem please Join our National Dziva totem Whatsapp group
    https://chat.whatsapp.com/HRKv8Zuyqa08rRHbtagKRH

    ReplyDelete
  18. Is this connected to the izulu ( mvura)

    ReplyDelete

Post a Comment