Chihera Totem


Chihera

Ana Chihera vakadzi vanoyera Mhofu.
 Kana kuti ihanzvadzi dzevana Museyamwa.
 Vana Chihera vanozivikanwa nepamuromo uye havana chavanotya.
 Pavano detemberwa vanonzi Mbiru, Mbiru zvichireva kuti mapango anomisa imba.

 Kana uchitenda Chihera unotenda uchiti: 

Maita vachihera,
Mbiru mbiru, 
Chiedza,
Kuyambuka rwizi mvura yakwira makomo,
Totenda voMuchimbare, 
VeGuruuswa,
Vane nzangachena kunge mwedzi wejenachena,
 Kuziva zvenyu VaShava Mukonde, 
Vari Gombe Zvaonekwa vahombarume, 
Zvaitwa Mbiru mbiru,
Aiwa, zvaonekwa Sarirambi, 
Zvaiitwa Nyashanu.


Comments

  1. is this the poem for chihera totem

    ReplyDelete
  2. KEEP CALM CHIHERA HAVAITIRWE DZUNGU

    ReplyDelete
  3. Havagarike navo imbwa dzevanhu vakadzi vanoda kutonga murume ava puuuu handizvipamhe

    ReplyDelete
    Replies
    1. Even kune mimwe Mitupo variko vasinga garisane navo vane hunhu hwakaipa

      Delete
    2. Ana Dzingai mbwende dzevarume..Nyangwe nesu futi ana Chihera Mukonde hatikude..saskamu

      Delete
    3. Munhu asina direction ndiye ega asingade kutaridzwa nzira woti ndatongwa. Mbiru mbiru bango rinomisa imba chihera only for strong men

      Delete
  4. Chihera hard working women who don't tolerate nonsense

    ReplyDelete
  5. The truth is since Mutupo uchireva kuti Chihera anepamuromo ahaitirwe dzungu doesn't mean kuti wotoita behavior kunge yemhuka really urimukadzi for crying out loud zvininipise vanyare coz everyone is hating Chihera now because of one person akatadza kuzvibata, not all anaChihera vane hunhu hwakashama

    ReplyDelete
  6. They are just truthful, too smart n hardworking women therefore they expect that from others. Some men just feel inferior bcos of their personality.They don't wait for someone to do things. All single people out there aren't Chiheras only if people say havagarike navo. It's just a social trend to be sarcastic about this totem. All along in history were there no Chiheras? I understand the power of social media and believe that people are very naive.

    ReplyDelete
  7. Ndana mai vangu ivavo.Hardworking indeed

    ReplyDelete
  8. Kuti chihera ndokuti inini

    ReplyDelete
  9. Ana chihelele tisu vacho

    ReplyDelete
  10. Lol it's not about Totem, it's about good training, if a child is brought up recklessly they will also be reckless, garbage in garbage out.

    ReplyDelete
  11. Ana chihera ndisu anhu acho😍😍in love with my totem😘

    ReplyDelete
  12. Havaitirwe dzungu chihera😹😹😹

    ReplyDelete
  13. Proudly MHOFUNESS Chihelele

    ReplyDelete
    Replies
    1. Bold and brave #zvivindi ndokuti Chihera mwanasikana waMhofu

      Delete

Post a Comment