Bonga Chihwa Totem


Maita BONGA CHIHWA
Maita Sigauke
Bonga Chihwa
Mwaita Mutambara
Mwaita WaGarwe
Mutupo wetakagurirana Matikaha ngekuone tsimba
Kuona mumhu tinodedera
Mwaita Bumhi Muera Imbwa
Wanodya ichifamba
Chadonha pasi hawadyi
Dehwe rehosi tusa vanthu
Karimera mutete
Zvaitwa Ngonyamu

Comments

  1. Is the Bonga Chihwa totem also the same as Shumba yavaGarwe

    ReplyDelete
  2. From which surname is the Bonga totem

    ReplyDelete
  3. Umm shumba yavagarwe same as bonga interesting

    ReplyDelete
    Replies
    1. Can I please have detembo reshumba yevagarwe

      Delete
  4. Looking for "Chihwa Nyaupembe", ana "Bvuma" naana "Ngorima"
    Can't get

    ReplyDelete
    Replies
    1. They is only one and only chihwa bongs vari guhune

      Delete
    2. I am of the Bonga Chihwa Totem... But the chant goes like... "vari Mahwemasimike.."
      " Vari chikomo chisingakwirwi nemhuka..chinomharwa neshiri chete"..."Vari Njerama.."

      I notice it is totally different from the one rended above

      Delete
    3. Remember something shumba chiwha ndiyo sigauke, pamwe pacho ukasanzwisisa kuti, unodeketerwa ne chishona kana chindau, Shumna sigauke ndiyo Bonga chiwha tiri mandau

      Delete
    4. I
      I love my totem I married a Zimbabwean

      Delete
  5. Totally different from the way we praise our totem

    ReplyDelete
  6. Kkkk. Kana uri chihwa and your origin is not linked to Mutambara clan. You are a fake one. Vamwe vakazounza tumwe tumapazi but iripo apa ndiyo chaiyo yanaBonga Chihwa. #Tisuanhuacho

    ReplyDelete
    Replies
    1. Mutambara and Thusabantu or Sigauke

      Delete
    2. Ndizvoni hazvo asi tisakanganwa kuti mutambara had two brothers, chieza nevazandonyi. VaZandonyi ndivo vaye vanogadza mabo mutambra ushe

      Delete
  7. That is true blood brother there's no one except this Chihwa

    ReplyDelete
  8. Guhune mutambara ....tisuu wanhu wachoo tiripo tiripo

    ReplyDelete
  9. We praise our totem ndoyega

    ReplyDelete
  10. Bvuma, Chiteka, Kuengwa/Kuyengwa, Mhuriro, Kariyo, and one other are one people, sons of Nyaungwa who took their fathers' first names as surnames when they migrated from Mozambique into Zimbabwe, all are Bonga Chihwa,










    ReplyDelete
    Replies
    1. Chihwa chebonga..,,,,the biggest and mother of all cats….a lot of people try to say it’s a wild dog or cat…THE REAL ANSWER IS ITS A LION, those who haven’t heard elders say it only assume….tisu anhu acho anaMutambara veGuhuni

      Delete
  11. anyone who knows history of our clan kuti zvakafamba sei

    ReplyDelete
  12. I like it .Tisu anhu Acho.Proud to be Bonga Chihwa

    ReplyDelete
  13. SHUMBA ,GARWE ,BONGA,BUMHI,SIGAUKE

    ReplyDelete
  14. Pano panehama dzangu chaidzo vana Chihwa vepa guhune ,isu takatamira Zaka

    ReplyDelete
    Replies
    1. I am from Zaka too. Shumba ndyava karimera mutete wakafire garwe...originally from Mutambara

      Delete
  15. Very confusing. So is bonga a cat , then chihwa, wild dog, so what’s mhumhi. Why is it complicated. Pano ndi mutambara mbune uri kureketa who needs to go deeper

    ReplyDelete
  16. Hie I'm from Manicaland. There is Bonga Chihwa which is a cat them Mhumhi Chihwa is a wild dog. Mhumhi the wild dog eats it's prey whilst in motion and the cat family i.e lions, cheetahs, leopards and wild cats can sit down and eat. Bonga Chihwa is related to the cat family hence Shumba yevagarwe but mhumhi is not. Mhumhi is a wild dog. Imbwa nekatsi hazvina ukama.

    ReplyDelete
    Replies
    1. First time I have heard such a clear distinction and it makes a lot of sense. Bonga Chihwa and Mhumhi Chihwa are different hence "vane mutupo watakagurirana"

      Delete
  17. Food for thought

    ReplyDelete
  18. Ko vanoti shumba yeVaGarwe, ndevamwechete here?

    ReplyDelete
  19. Chihwa che Guhune, Mutambara va Garwe tiripano

    ReplyDelete
  20. Ndiripano mundyava karimera. Let's organise ourselves. Meet of drinks discuss and be one

    ReplyDelete
  21. This is wonderful, I am a descendant of Karimera, mutete wakafire Garwe. Happy to meet you all ana Chihwa.

    ReplyDelete
  22. Sekunzwa kwandakaita bonga mutupo unobata mhuka dzose dzatoti dziri mucat family. Ichokwadi here kuti ana bonga vana vaNehoreka wakabva kuTanzania ndokugara kuMhingari asati atorera Makate hushe kwaMutoko. Ichokwqdi here kuti tiri VaBuja? Ndakanzwa zve kuti vana Mutambara vakabva Hwedza nevamwe madzikoma avo vachienda Ryatavakuti Manicaland uko takatorerwa hushe nanaMakoni Nyati/Shonga) mushure mekunge tapihwa nyama yakagochewa sezvo tainge tajaira kuhya iri mbishi?

    ReplyDelete
    Replies
    1. Ndokumbirao vana karimera mutete wakafire garwe mundipeo madetemberwo aunoitwa

      Delete

Post a Comment