Moyo Shayamombe Totem


Moyo Shayamombe
Evoi Moyo,
Shayamombe,
Maita vari Manhize,
Kuziva zvenyu vokwaMudimuranwa,
Maita veChigara.
Maita vari Chikapakapa.
Maita vari Chikomba.
Zvaitwa vari Man'ozhwe
Vakaumba churu nemate.
Maita Moyo yangu yiyi,
Zvaoneka Shayamombe,
Aiwa zvaitwa mwana waMurambwa.

Comments

  1. Ndotenda zvikuru ndakuziva mutupo wangu nekuty vakuru kwandiri hakuna kana 1 anouziva Moyo to the world

    ReplyDelete

Post a Comment