Aya Dhuve,
Tinotenda Mapanda,
Tiashire Muriwo,
Tinogarira imwi babayo,
Mwana wangu wokubereka,
ABhasera, Amapfupfu, Chivara,
Ndichjo chamwakafira,
Dhuve rangu riri,
Iro zuva rakangoti jene'ene,
Takangogarira njira,
Miromo yaoma nenjara,
Iyo mhamba nechikari babayo.
Zvakangooma zviri pachitaya.
Aiwa zvaitwa vari Mupamba neZomba.
Tinotenda dhuve.
Mwaita vari Chirinda,
Dhuve rinotsika mapuwe eipfuta mwoto,
Aiwa zvaitwa babayo.
Tinotenda Mapanda,
Tiashire Muriwo,
Tinogarira imwi babayo,
Mwana wangu wokubereka,
ABhasera, Amapfupfu, Chivara,
Ndichjo chamwakafira,
Dhuve rangu riri,
Iro zuva rakangoti jene'ene,
Takangogarira njira,
Miromo yaoma nenjara,
Iyo mhamba nechikari babayo.
Zvakangooma zviri pachitaya.
Aiwa zvaitwa vari Mupamba neZomba.
Tinotenda dhuve.
Mwaita vari Chirinda,
Dhuve rinotsika mapuwe eipfuta mwoto,
Aiwa zvaitwa babayo.
Im a Tembo Mazvimbakupa, i noticed that this one is also a zebra totem. Am i still this one? Or i'm jsut Tembo Mazvimbakupa
ReplyDeleteTembo and Dube are the same just different names but Kana uchishandisa Tembo stick to that one.
DeleteI actually found out that ndiri Tembo Dhube/Samaita.I am a Dhube either way
DeleteIs there any totem that combines Dube and Mhlanga in Zimbabwe? I have heard many people especially in the Chipinge area who call themselves Dube Mhlanga or Mhlanga Dhuve (as written on this website). Is that not combining or mixing up different totems?
ReplyDelete